Genesi 46:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndichaenda newe kuIjipiti, ndichazodzosazve vana vako kuno. Pakufa kwako Josefi ndiye achakudzora maziso achikupeta.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ndicaɓurukira Egipita newe, ndigokudzosa ɀe ɀirokwaɀo; Josefa ndiye ucatsika meso ako. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 ndichaburukira Ijipiti newe, ndigokudzosazve zvirokwazvo; Josefa ndiye achatsika meso ako.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndichaenda newe kuIjipiti, ndichazodzosazve vana vako kuno. Pakufa kwako Josefi ndiye achakudzora maziso achikupeta.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndichaburuka kuIjipiti pamwe chete newe, uye zvirokwazvo ndichakudzosazve. Uye ruoko rwaJosefa chairwo ndirwo ruchazarira meso ako.” Ver Capítulo |