Genesi 46:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Kana imi mazodaidzwa naFarao achikubvunzai kuti, ‘Basa renyu ndereiko?’ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ɀino kana moɗanwa naFarao, akati: Ƃasa renyu nderei? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200233 Zvino kana modanwa naFarao, akati, ‘Basa renyu nderei?’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Kana imi mazodaidzwa naFarao achikubvunzai kuti, ‘Basa renyu ndereiko?’ Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Pamunodanwa naFaro uye akakubvunzai achiti, ‘Basa renyu ndereiko?’ Ver Capítulo |