Genesi 46:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Jakobho akafanotuma Judha kuna Josefi achiti Josefi azondosangana navo kuGosheni ndokubva vaenda zvavo kudunhu reGosheni. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Akatuma Juda pamberi pake kunaJosefa kuti amuratidze nzira inoenda Gosheni. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Akatuma Judha pamberi pake kuna Josefa kuti amuratidze nzira inoenda Gosheni. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Jakobho akafanotuma Judha kuna Josefi achiti Josefi azondosangana navo kuGosheni ndokubva vaenda zvavo kudunhu reGosheni. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Zvino Jakobho akatuma Judha pamberi pake kuna Josefa kuti aratidzwe nzira yokuenda nayo kuGosheni. Vakati vasvika mudunhu reGosheni, Ver Capítulo |