La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 46:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Ivava ndivo vanakomana vaRea vaakaberekera Jakobho achiri kuMesopotamia. Rea akaberekawo mwanasikana ainzi Dhina. Vana vaRea navazukuru vake vaiva makumi matatu navatatu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ndiʋo ʋanakomana ʋaRea, ʋaakaɓerekera Jakobo paPadani‐arami, nomukunda wake Dina; ʋanakomana ʋake naʋakunda ʋake ʋose ʋaiʋa ʋanhu ʋanamakumi matatu naʋatatu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Ndivo vanakomana vaRea, vaakaberekera Jakobho paPadhanaramu, nomukunda wake Dhina; vanakomana vake navakunda vake vose vaiva vanhu vana makumi matatu navatatu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Ivava ndivo vanakomana vaRea vaakaberekera Jakobho achiri kuMesopotamia. Rea akaberekawo mwanasikana ainzi Dhina. Vana vaRea navazukuru vake vaiva makumi matatu navatatu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Ava ndivo vanakomana vakaberekerwa Jakobho naRea muPadhani Aramu, kunze kwaDhaina mwanasikana wake. Vanakomana navanasikana vake ava vakanga vari makumi matatu navatatu pamwe chete.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 46:15

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios