Genesi 45:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Ipapo vakabva muIjipiti vakandosvika kunyika yeKanani kuna baba wavo Jakobho. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ipapo ʋakabva Egipita, ʋakakwira, ʋakandoȿika kunyika yeKanani kunaJakobo, ɓaɓa ʋaʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 Ipapo vakabva Ijipiti, vakakwira, vakandosvika kunyika yeKenani kuna Jakobho, baba vavo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ipapo vakabva muIjipiti vakandosvika kunyika yeKanani kuna baba wavo Jakobho. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Saka vakabuda muIjipiti uye vakaenda vakandosvika kuna baba vavo Jakobho kunyika yeKenani. Ver Capítulo |