La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 45:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Uvatiwo, ‘Daii. Torai ngoro dzimwe dzomunyika ino yeIjipiti dzokutakurisa vana namadzimai enyu mundotora baba venyu muuye.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Ɀino warairwa, ciita iɀoɀo; torerai ʋana ʋenyu ʋaɗuku naʋakadzi ʋenyu ŋ oro panyika yeEgipita, mundotora ɓaɓa ʋenyu, muʋuye.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Zvino varairwa, chiita izvozvo; torerai vana venyu vaduku navakadzi venyu ngoro panyika yeIjipiti, mundotora baba venyu, muuye.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Uvatiwo, ‘Daii. Torai ngoro dzimwe dzomunyika ino yeIjipiti dzokutakurisa vana namadzimai enyu mundotora baba venyu muuye.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 “Iwe unorayirwawo kuti uvaudze kuti, ‘Itai izvi: Torerai vana navakadzi venyu dzimwe ngoro dzinobva muIjipiti uye mundotora baba venyu mugodzoka.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 45:19

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios