Genesi 45:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 “Handiti muri kuzvionera nameso enyu newewo Bhenjamini munun'una wangu kuti ndini Josefi chaiye ndiri kutaura nemi nomuromo wangu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Tarirai, meso enyu anoʋona, nameso omunuŋuna waŋgu Benjamini, kuti muromo waŋgu unotaura kwamuri Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Tarirai meso enyu anoona, nameso omun'una wangu Bhenjamini kuti muromo wangu unotaura kwamuri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Handiti muri kuzvionera nameso enyu newewo Bhenjamini munun'una wangu kuti ndini Josefi chaiye ndiri kutaura nemi nomuromo wangu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 “Muri kuzvionera pachenyu, uye kana mununʼuna wangu uyu Bhenjamini, kuti ndini chaiye ari kutaura nemi. Ver Capítulo |