Genesi 44:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 mumwe akandisiya, ndikati akaparadzwa nezvikara chete kubvira ipapo handina kuzombomuonazve. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 mumŋe wakabva kwandiri, ndikati: Ɀirokwaɀo wakabvamburwa; kubva musi iwoyo handina‐kuzomuʋona ɀe; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 mumwe akabva kwandiri,’ ndikati, ‘Zvirokwazvo akabvamburwa; kubva musi iwoyo handina kuzomuonazve; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 mumwe akandisiya, ndikati akaparadzwa nezvikara chete kubvira ipapo handina kuzombomuonazve. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mumwe wavo akabva kwandiri, uye ndikati, “Zvirokwazvo akabvamburwa-bvamburwa.” Uye handina kuzomuona kubvira ipapo. Ver Capítulo |