Genesi 44:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Mutariri akatanga kutsvaka mutsapo yomukuru akazogumisira neyorugotwe. Kapu yakazowanikwa mutsapo yaBhenjamini. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Iye akatȿaka, akataŋga kumukuru, akaguma kumuɗuku; mukombe ukawanikwa muhomo yaBenjamini. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Iye akatsvaka, akatanga kumukuru, akaguma kumuduku; mukombe ukawanikwa muhomwe yaBhenjamini. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mutariri akatanga kutsvaka mutsapo yomukuru akazogumisira neyorugotwe. Kapu yakazowanikwa mutsapo yaBhenjamini. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ipapo mutariri akatanga kutsvaka, akatanga kumukuru akapedzisira kumuduku wavose. Uye mukombe wakawanikwa musaga raBhenjamini. Ver Capítulo |