La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 43:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Kuzoti zvokudya zvavakanga vabva nazvo kuIjipiti zvapera, baba vavo vakati kwavari, “Endaizve mundotitengera twokudya.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ɀino ʋakati ʋapedza ɀiyo, ɀaʋakaŋga ʋabva naɀo Egipita, ɓaɓa ʋaʋo ʋakati kwaʋari: Dzokai, endai ɀe mutiteŋgere ɀokudya ɀishoma.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Zvino vakati vapedza zviyo, zvavakanga vabva nazvo Ijipiti, baba vavo vakati kwavari, “Dzokai, endaizve mutitengere zvokudya zvishoma.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Kuzoti zvokudya zvavakanga vabva nazvo kuIjipiti zvapera, baba vavo vakati kwavari, “Endaizve mundotitengera twokudya.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Saka vakati vadya zviyo zvose zvavakanga vabva nazvo kuIjipiti, baba vavo vakati kwavari, “Dzokerai mundotitengera zvimwe zvokudya.”

Ver Capítulo Copiar




Genesi 43:2

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios