Genesi 4:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Tenzi akabvunza Kaini achiti, “Watsamwireiko? Wapfundumwarireiko? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ipapo Jehova akati kunaKaini: Watsamŋireiko? Ciso cako cakawunyana nei? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, “Watsamwireiko? Chiso chako chakaunyana nei? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tenzi akabvunza Kaini achiti, “Watsamwireiko? Wapfundumwarireiko? Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ipapo Jehovha akati kuna Kaini, “Wakatsamweiko? Seiko chiso chako chakaunyana? Ver Capítulo |