Genesi 4:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona24 Kana kuuraya Kaini kuchitsiviwa kakapetwa kanomwe, kuuraya ini kunotsiviwa makumi manomwe akapetwa kanomwe.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Kana Kaini acatsibga kanomŋe, Ɀirokwaɀo Rameki kanamakumi manomŋe nenomŋe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200224 Kana Kaini achitsiviwa kanomwe; Zvirokwazvo Rameki kana makumi manomwe nenomwe.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Kana kuuraya Kaini kuchitsiviwa kakapetwa kanomwe, kuuraya ini kunotsiviwa makumi manomwe akapetwa kanomwe.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Kana Kaini achitsiviwa kanomwe, naizvozvo Rameki kana makumi manomwe namanomwe.” Ver Capítulo |