Genesi 4:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Adha akabereka Jabhari, ndiye aiva baba vavanhu vanogara mumatendhe vanochengeta zvipfuwo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ada akapona Jabari; iye waiʋa ɓaɓa ʋaʋanhu ʋanogara mumatente ʋaneɀipfuwo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Adha akapona Jabhari; iye waiva baba vavanhu vanogara mumatende vane zvipfuwo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Adha akabereka Jabhari, ndiye aiva baba vavanhu vanogara mumatendhe vanochengeta zvipfuwo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Adha akabereka Jabhari, ndiye akanga ari baba vavaya vanogara mumatende vaichengeta zvipfuwo. Ver Capítulo |