La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 4:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Kaini akabva paiva naTenzi akandogara kunyika yainzi Nodhi yaiva kumabvazuva kweEdheni.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ipapo Kaini wakabva pamberi paJehova, akandogara panyika yeNodi, kumabvazuʋa kweEdeni.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Ipapo Kaini wakabva pamberi paJehovha, akandogara panyika yeNodhi, kumabvazuva kweEdheni.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Kaini akabva paiva naTenzi akandogara kunyika yainzi Nodhi yaiva kumabvazuva kweEdheni.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Saka Kaini akabva pamberi paJehovha akandogara munyika yeNodhi, kumabvazuva kweEdheni.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 4:16

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios