La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Adhamu akatumidza mudzimai wake zita rokuti Evha nokuti ndivo amai vavanhu vose.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Munhu akatumidza mukadzi wake zita rinonzi Eva; nokuti ndiye mai ʋaʋapenyu ʋose.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Munhu akatumidza mukadzi wake zita rinonzi Evha; nokuti ndiye mai vavapenyu vose.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Adhamu akatumidza mudzimai wake zita rokuti Evha nokuti ndivo amai vavanhu vose.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Uye Adhamu akatumidza mukadzi wake kuti Evha, nokuti aizova mai vavapenyu vose.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 3:20

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios