La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 3:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Mwari akati, “Ndiani akakuudza kuti hauna kusimira? Wadyasu muti wandakati usadye?”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Iye akati: Ndianiko wakakuʋudza kuti hauna‐kusimira — Wadya kanhi muti wandakakuraira kuti urege kuudya?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Iye akati, “Ndianiko akakuudza kuti hauna kusimira? Wakadya kani muti wandakakuraira kuti urege kuudya?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Mwari akati, “Ndiani akakuudza kuti hauna kusimira? Wadyasu muti wandakati usadye?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Uye iye akati, “Ndiani akuudza kuti hauna kusimira? Wadya kanhi muti wandakakurayira kuti urege kudya?”

Ver Capítulo Copiar




Genesi 3:11

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios