Genesi 2:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Izvozvi murume nomukadzi wake vose vari vaviri vakanga vasina kusimira asi vakanga vasinganyarani. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ʋose ʋari ʋaʋiri ʋakaŋga ʋasina‐kusimira, munhu nomukadzi wake, asi haʋana‐kunyara. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 Vose vari vaviri vakanga vasina kusimira, munhu nomukadzi wake, asi havana kunyara. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Izvozvi murume nomukadzi wake vose vari vaviri vakanga vasina kusimira asi vakanga vasinganyarani. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Murume nomukadzi wake vakanga vasina kusimira vose, uye havana kutongonyara. Ver Capítulo |