Genesi 10:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Kushi akaberekawo mwana wake mukomana anonzi Nimurodhi. Nimurodhi ndiye akazova mambo wokutanga pasi pano. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Kushi wakaɓereka Nimirodi, ndiye wakataŋga kuʋa nesimba panyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Kushi akabereka Nimurodhi, ndiye akatanga kuva nesimba panyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kushi akaberekawo mwana wake mukomana anonzi Nimurodhi. Nimurodhi ndiye akazova mambo wokutanga pasi pano. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Kushi akanga ari baba vaNimurodhi, uyo akanga ari murwi ane simba panyika. Ver Capítulo |