Genesi 10:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Javhani akabereka vanakomana vake vanoti: Erisha naTarishishi naKitimu naDhodhanimu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋanakomana ʋaJavani ndiʋo: Erisha, naTarshisi, naKitimi, naDodanimi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Vanakomana vaJavhani ndivo: Erisha, naTashisi, naKitimi, naDhodhanimu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Javhani akabereka vanakomana vake vanoti: Erisha naTarishishi naKitimu naDhodhanimu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vanakomana vaJavhani vanoti: Erisha, Tashishi, Kitimi naRodhanimi. Ver Capítulo |