Genesi 10:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 Nyika yavakanga vagere yaibvira kuMesha ichinanga nokuSefari kugomo rokumabvazuva. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Kwaʋakagara ndiko: Kubva paMesha, kuenda Sefari, kugomo rokumabvazuʋa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200230 Kwavakagara ndiko: kubva paMesha, kuenda Sefari, kugomo rokumabvazuva. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nyika yavakanga vagere yaibvira kuMesha ichinanga nokuSefari kugomo rokumabvazuva. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 (Dunhu ravaigara raibvira kuMesha rakananga kuSefari, kunyika yezvikomo yokumabvazuva.) Ver Capítulo |