Genesi 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Mwari akaona kuti chiedza chakanaka. Mwari akaparadzanisa chiedza nerima. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Mŋari akaʋona ciedza, kuti cakanaka; Mŋari akaparadzanisa ciedza nerima. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Mwari akaona chiedza, kuti chakanaka; Mwari akaparadzanisa chiedza nerima. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mwari akaona kuti chiedza chakanaka. Mwari akaparadzanisa chiedza nerima. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Mwari akaona kuti chiedza chakanga chakanaka, uye akaparadzanisa chiedza nerima. Ver Capítulo |