Genesi 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 zvichitonga masikati nousiku nokusiyanisa chiedza nerima. Mwari akaona kuti zvakanaka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 ɀiɓate ʋushe masikati noʋusiku, nokuparadzanisa ciedza nerima; Mŋari akaʋona kuti ɀakanaka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 zvibate ushe masikati nousiku, nokuparadzanisa chiedza nerima; Mwari akaona kuti zvakanaka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 zvichitonga masikati nousiku nokusiyanisa chiedza nerima. Mwari akaona kuti zvakanaka. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 kuti zvibate ushe masikati nousiku, uye kuti zviparadzanise chiedza kubva parima. Uye Mwari akaona kuti zvakanga zvakanaka. Ver Capítulo |