Genesi 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Mwari akazviisa muziendanakuenda romudenga kuti zvivhenekere nyika, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mŋari akaɀiisa pasi penɀimbo yeɗeŋga, kuti ɀivenekere panyika, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Mwari akazviisa pasi penzvimbo yedenga, kuti zvivhenekere panyika, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mwari akazviisa muziendanakuenda romudenga kuti zvivhenekere nyika, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Mwari akazviisa munzvimbo yedenga kuti zvivhenekere panyika, Ver Capítulo |