Firemoni 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Dai mubatirapamwe wako muchitendero wangobereka muchero wokuti iwe uzive zvakanaka zviri matiri kuitira Kristu Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 kuti kugoʋana kwokutenda kwako kuʋe nesimba, kuti ɀakanaka ɀose ɀiri mukati meɗu kunaKristu ɀizikanwe; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 kuti kugovana kwokutenda kwako kuve nesimba, kuti zvakanaka zvose zviri mukati medu kuna Kristu zvizikanwe; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Dai mubatirapamwe wako muchitendero wangobereka muchero wokuti iwe uzive zvakanaka zviri matiri kuitira Kristu Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ndinokunyengeterera kuti ugovane navamwe nesimba, kuitira kuti uve noruzivo rwakazara pamusoro pezvinhu zvose zvakanaka zvatinazvo muna Kristu. Ver Capítulo |