Firemoni 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Kana pane chii zvacho chaakakunganisira kana kuti ane chikwereti newe chinyore pazita rangu sechikwereti. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Asi kana akakuitira cinhu cisakarurama, kunyaŋge aneŋgaʋa newe, undiraʋireni iɀoɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Asi kana akakuitira chinhu chisakarurama, kunyange ane ngava newe, undiravireni izvozvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kana pane chii zvacho chaakakunganisira kana kuti ane chikwereti newe chinyore pazita rangu sechikwereti. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Kana ane zvaakakutadzira kana kuti ane mungava newe, uzvireve kwandiri. Ver Capítulo |