La Biblia Online

- Anuncios -




Firemoni 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Pamwe ndizvo zvakaita kuti amboparadzaniswa newe kwekachinhambo kuti azodzorerwa kwauri zvachose,

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Nokuti ɀimŋe wakaparadzaniswa newe ciŋguʋa nemhaka iyi, kuti ugozoʋa naye nokusiŋgaperi;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Nokuti zvimwe wakaparadzaniswa newe chinguva nemhaka iyi, kuti ugozova naye nokusingaperi;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Pamwe ndizvo zvakaita kuti amboparadzaniswa newe kwekachinhambo kuti azodzorerwa kwauri zvachose,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Nokuti zvimwe wakaparadzaniswa naye kwechinguva kuti ugozova naye nokusingaperi,

Ver Capítulo Copiar




Firemoni 1:15

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios