La Biblia Online

- Anuncios -




Firemoni 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Iye akanga ari munhu asina maturo kwauri asi iye zvino ave munhu ane basa kwauri nokwandiri.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 wakaŋga asiŋgakuɓatsiri kare, asi ɀino unokuɓatsira ɀikuru, iwe neni;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

11 akanga asingakubatsiri kare, asi zvino anobatsira zvikuru, iwe neni;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Iye akanga ari munhu asina maturo kwauri asi iye zvino ave munhu ane basa kwauri nokwandiri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Akanga asingabatsiri kwauri kare, asi zvino ava kubatsira kwatiri tose iwe neni.

Ver Capítulo Copiar




Firemoni 1:11

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios