Estere 5:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Mambo akati kwaari, “Chiiko nhai vahosi vangu Esita? Chiiko chamuri kukumbira? Munochipihwa chete kunyange chikava zvacho chikamu chepakati napakati chaicho choumambo hwangu.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino mambo akati kwaari: Unoreʋeiko ʋahosi Estere? Unokumbireiko? Ucaɀipiwa, kunyaŋge ucikumbira hafu yoʋushe bgaŋgu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Zvino mambo akati kwaari, “Unoreveiko vahosi Esiteri? Unokumbireiko? Uchazvipiwa, kunyange uchikumbira hafu youshe hwangu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo akati kwaari, “Chiiko nhai vahosi vangu Esita? Chiiko chamuri kukumbira? Munochipihwa chete kunyange chikava zvacho chikamu chepakati napakati chaicho choumambo hwangu.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Ipapo mambo akamubvunza achiti, “Uri kureveiko, vaHosi Esteri? Chikumbiro chako ndecheiko? Kunyange hafu youshe uchaipiwa.” Ver CapítuloShona BIBLE3 Zvino mambo akati kwaari, “Unoreveiko vahosi Esiteri? Unokumbireiko? Uchazvipiwa, kunyangwe uchikumbira hafu youshe hwangu.” Ver Capítulo |