Estere 3:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Hamani akati kuna mambo Ahasuerusi, “Kune rumwe rudzi rwavanhu rwakatekeshera rwakaita mharadzirwa mukati mendudzi dzavanhu munyika dzose dzoumambo hwenyu. Mitemo yavo yakasiyana neyedzimwe ndudzi dzose dzavanhu uye havachengete mitemo yamambo zvokuti kuvarega zvavo vakangodaro, hapana chiyamuro kwamuri mambo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Hamani akati kunamambo Ahashveroshi: Rumŋe rudzi rwaʋanhu ruri’ko, rwakapararira nokutekeshera pakati paʋanhu pamatiʋi ose enyika dzoʋushe bgenyu; mirau yaʋo yakasiyana neyaʋamŋe ʋanhu, haʋaceŋgeti mirau yamambo; saka mambo haafaniri kuʋarega ʋari’po. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Hamani akati kuna mambo Ahashivheroshi, “Rumwe rudzi rwavanhu ruriko, rwakapararira nokutekeshera pakati pavanhu pamativi ose enyika dzoushe hwenyu; mirau yavo yakasiyana neyavamwe vanhu, havachengeti mirau yamambo; saka mambo haafaniri kuvarega varipo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Hamani akati kuna mambo Ahasuerusi, “Kune rumwe rudzi rwavanhu rwakatekeshera rwakaita mharadzirwa mukati mendudzi dzavanhu munyika dzose dzoumambo hwenyu. Mitemo yavo yakasiyana neyedzimwe ndudzi dzose dzavanhu uye havachengete mitemo yamambo zvokuti kuvarega zvavo vakangodaro, hapana chiyamuro kwamuri mambo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo Hamani akati kuna Mambo Zekisesi, “Kuna vamwe vanhu vakapararira nokutekeshera vari pakati pamarudzi mumatunhu oushe hwenyu vane tsika yakasiyana navamwe vanhu vose uye havateereri mirayiro yamambo; hazvinganakiri mambo kuti muvaregerere. Ver CapítuloShona BIBLE8 Hamani akati kuna mambo Ahasuerusi, “Rumwe rudzi rwavanhu ruriko, rwakapararira nokutekeshera pakati pavanhu pamativi ose enyika dzoushe hwenyu; mirau yavo yakasiyana neyavamwe vanhu, havachengeti mirau yamambo; saka mambo haafaniri kuvarega varipo. Ver Capítulo |