La Biblia Online

- Anuncios -

Estere 3:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Hamani, paakaona kuti Modhekai akanga asingapfugami kana kumugwadamira akaviruka chaizvo nehasha.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino Hamani wakati aciʋona kuti Mordekai haakotami kana kumufugamira, Hamani akaʋa neshuŋgu kwaɀo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino Hamani akati achiona kuti Modhekai haakotami kana kumupfugamira, Hamani akava neshungu kwazvo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Hamani, paakaona kuti Modhekai akanga asingapfugami kana kumugwadamira akaviruka chaizvo nehasha.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Hamani akati aona kuti Modhekai akanga asingamupfugamiri kana kumuremekedza, akatsamwa kwazvo.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

5 Zvino Hamani akati achiona kuti Modhekai haakotami kana kumupfugamira, Hamani akava neshungu kwazvo.

Ver Capítulo Copiar

Estere 3:5

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios