La Biblia Online

- Anuncios -




Estere 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Guta reSusa, guta guru romuzinda wamambo maiva nomumwe murume muJudha ainzi Modhekai mwana waJairi mwana waShimei ari mwanawo waKishi wedzinza rokwaBhenjamini.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀino paShushani panhare yamambo pakaŋga panomuJuda, wainzi Mordekai, mŋanakomana waJairi, mŋanakomana waShimei, mŋanakomana waKishi, muBenjamini,

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Zvino paShusha panhare yamambo pakanga panomuJudha, ainzi Modhekai, mwanakomana waJairi, mwanakomana waShimei, mwanakomana waKishi, muBhenjamini,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Guta reSusa, guta guru romuzinda wamambo maiva nomumwe murume muJudha ainzi Modhekai mwana waJairi mwana waShimei ari mwanawo waKishi wedzinza rokwaBhenjamini.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Zvino munhare yeShushani maiva nomuJudha worudzi rwaBhenjamini, ainzi Modhekai mwanakomana waJairi, mwanakomana waShimei, mwanakomana waKishi,

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

5 Zvino paShusha panhare yamambo pakanga pano muJudha, ainzi Modhekai, mwanakomana waJairi, mwanakomana waShimei, mwanakomana waKishi, muBhenjamini,

Ver Capítulo Copiar




Estere 2:5

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios