Estere 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Izvozvo ainge achiratidza kuwanda kwoupfumi hwoumambo hwake norunako rwahwo nechiremera chake nomukurumbira woumambo hwake kwamazuva mazhinji, kwezana ramazuva rina mazuva makumi masere. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Akaʋaratidza fuma yoʋushe bgake bgakarumbidzwa, nokukudzwa kwoʋumambo bgake bgakaiȿo‐naka mazuʋa mazhinji, ari mazuʋa anezana namakumi masere. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Akavaratidza pfuma youshe hwake hwakarumbidzwa, nokukudzwa kwoumambo hwake hwakaisvonaka mazuva mazhinji, ari mazuva ane zana namakumi masere. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Izvozvo ainge achiratidza kuwanda kwoupfumi hwoumambo hwake norunako rwahwo nechiremera chake nomukurumbira woumambo hwake kwamazuva mazhinji, kwezana ramazuva rina mazuva makumi masere. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Akaratidza kuwanda kwepfuma youmambo hwake uye nokuyevedza nokubwinya kwoumambo hwake kwamazuva zana namakumi masere akazara. Ver CapítuloShona BIBLE4 Akavaratidza pfuma youshe hwake hwakarumbidzwa, nokukudzwa kwoumambo hwake hwakaisvonaka mazuva mazhinji, ari mazuva ane zana namakumi masere. Ver Capítulo |