Eksodo 9:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona32 Asi koroni neimwe iya yesipereti haina kuparadzwa nokuti yakanga isati yatumbuka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Asi ɀiyo ɀekoroni neɀesipereti haɀina‐kurobga, nokuti ɀakaŋga ɀisinakukura. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 Asi zviyo zvekoroni nezvesipereti hazvina kurohwa, nokuti zvakanga zvisina kukura. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Asi koroni neimwe iya yesipereti haina kuparadzwa nokuti yakanga isati yatumbuka. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Kunyange zvakadaro gorosi nesipereti, hazvina kuparadzwa, nokuti zvakanga zvisati zvaibva.) Ver Capítulo |