Eksodo 9:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Chinzwa, mangwana nenguva dzino ndichanayisa chimvuramahwe chinotyisa, chisati chamboonekwazve muIjipiti kubvira pakuvamba kwayo kusvikira iye zvino. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Tarira, maŋgwana, neŋguʋa yakaita seino, ndicanisa cimvuramabge cakaipa kwaɀo, cisina‐kumboʋa’po paEgipita kubva pakuʋambga kwayo kuȿikira ɀino. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Tarira, mangwana, nenguva yakaita seino, ndichanisa chimvuramabwe chakaipa kwazvo, chisina kumbovapo paIjipiti kubva pakuvambwa kwayo kusvikira zvino. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chinzwa, mangwana nenguva dzino ndichanayisa chimvuramahwe chinotyisa, chisati chamboonekwazve muIjipiti kubvira pakuvamba kwayo kusvikira iye zvino. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Naizvozvo, nenguva ino mangwana ndichatuma chimvuramabwe chakaipisisa kwazvo chisina kumbovapo pamusoro peIjipiti, kubva pazuva rayakavambwa kusvikira zvino. Ver Capítulo |