La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 8:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Kunyange ipapa, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Asi Farao wakawomesa mŋoyo wake neŋguʋa iyo ʋo, akasatendera ʋanhu kuenda.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Asi Farao akaomesa mwoyo wake nenguva iyowo, akasatendera vanhu kuenda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Kunyange ipapa, Farao akaomesa mwoyo akaramba kuti vaIsiraeri vaende.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Asi panguva inozve, Faro akaomesa mwoyo wake uye akaramba kutendera vanhu kuti vaende.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 8:32

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios