Eksodo 8:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Tenzi akaita zvakakumbirwa naMosesi akabvisa mapute enhunzi pana Farao namachinda ake navanhu vake. Hakuna kana nenhunzi imwechete yakasara. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Jehova akaita seɀakakumbira Mosesi, akabvisa mapute enhunzi kunaFarao, nokuʋaranda ʋake, nokuʋanhu ʋake; haina‐kusara kunyaŋge neimŋe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200231 Jehovha akaita sezvakakumbira Mosesi, akabvisa mapute enhunzi kuna Farao, nokuvaranda vake, nokuvanhu vake; haana kusara kunyange neimwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Tenzi akaita zvakakumbirwa naMosesi akabvisa mapute enhunzi pana Farao namachinda ake navanhu vake. Hakuna kana nenhunzi imwechete yakasara. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 uye Jehovha akaita zvaakakumbirwa naMozisi. Nhunzi dzakabva pana Faro nokumachinda ake uye nokuvanhu vake; hakuna nhunzi yakasara. Ver Capítulo |