La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 7:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Farao aomesa mwoyo ari kuramba kuti vaIsiraeri vaende.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Mŋoyo waFarao mukukutu, haaɗi kutendera ʋanhu kuenda.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Mwoyo waFarao mukukutu, haadi kutendera vanhu kuenda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Farao aomesa mwoyo ari kuramba kuti vaIsiraeri vaende.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Mwoyo waFaro mukukutu; haabvumi kuti vanhu vaende.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 7:14

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios