Eksodo 5:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Remedzai vanhu ava nebasa kuti vaite basa varege kuteerera zvokunyepa izvo.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ʋarume ŋgaʋawedzerwe ɓasa rinorema, ʋaremerwe naro; kuti ʋarege kuraŋgarira mashoko enhema. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Varume ngavawedzerwe basa rinorema, varemerwa naro; kuti varege kurangarira mashoko enhema.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Remedzai vanhu ava nebasa kuti vaite basa varege kuteerera zvokunyepa izvo.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Itai kuti basa rinyanye kuomera vanhu kuitira kuti varambe vachishanda uye varege kuteerera kunhema.” Ver Capítulo |