Eksodo 5:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Saizvozvo vaIsiraeri vakaita fararira nenyika yose yeIjipiti vachitsvaka zvidzitsi zvamashanga muminda. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino ʋanhu ʋakapararira kunyika yose yeEgipita kuzoʋuŋganidza mashaŋga panɀimbo yoʋuswa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Zvino vanhu vakapararira kunyika yose yeIjipiti kuzounganidza mashanga panzvimbo youswa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Saizvozvo vaIsiraeri vakaita fararira nenyika yose yeIjipiti vachitsvaka zvidzitsi zvamashanga muminda. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Saka vanhu vakapararira muIjipiti yose kundounganidza mashanga kuti vaashandise pachinzvimbo chouswa. Ver Capítulo |