Eksodo 5:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Mosesi naAroni vakazoenda kuna Farao vakapira nyaya yavo vachiti, “Zvanzi naTenzi, Mwari vavaIsiraeri, regai vanhu vangu vaende kurenje kundondiitira mabiko.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Shure kwaiɀoɀo Mosesi naAroni ʋakaenda, ʋakati kunaFarao: Ɀanzi naJehova, Mŋari waIsraeri: Tendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda, kuti ʋandiitire mutambo murenje. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Shure kwaizvozvo Mosesi naAroni vakaenda, vakati kuna Farao, “Zvanzi naJehovha, Mwari waIsiraeri, ‘Tendera vanhu vangu kuenda, kuti vandiitire mutambo murenje.’ ” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mosesi naAroni vakazoenda kuna Farao vakapira nyaya yavo vachiti, “Zvanzi naTenzi, Mwari vavaIsiraeri, regai vanhu vangu vaende kurenje kundondiitira mabiko.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Shure kwaizvozvo Mozisi naAroni vakaenda kuna Faro vakati, “Zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri: ‘Rega vanhu vangu vaende, kuti vanondiitira mutambo kurenje.’ ” Ver Capítulo |