Eksodo 4:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Vanhu vakabva vabvuma. Pavakanzwa kuti Tenzi akashanyira vaIsiraeri, akaonawo kutambudzika kwavo, vakakotamisa misoro kwaari vakapfugama kumunamata. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ʋanhu ʋakatenda; ɀino ʋakati ʋanzwa kuti Jehova washanyira ʋana ʋaIsraeri, akaʋona kunetswa kwaʋo, ʋakakotamisa misoro yaʋo, ʋakanamata Jehova. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200231 Vanhu vakatenda; zvino vakati vanzwa kuti Jehovha washanyira vana vaIsiraeri, akaona kunetswa kwavo, vakakotamisa misoro yavo, vakanamata Jehovha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Vanhu vakabva vabvuma. Pavakanzwa kuti Tenzi akashanyira vaIsiraeri, akaonawo kutambudzika kwavo, vakakotamisa misoro kwaari vakapfugama kumunamata. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 vakatenda. Uye pavakanzwa kuti Jehovha akanga ane hanya navo, uye kuti akanga aona kutambudzika kwavo, vakakotama pasi vakanamata. Ver Capítulo |