La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 38:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Akapfekera mapango iwayo mumaringi apamativi maviri eatari okuwana matakuriro. Akaigadzira namapuranga iine zimhango risina chinhu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Akaisa matanda mukati meɀindori ɀaiʋa panhiʋi dzeartari, kuti itakurwe nawo; akaiita namapuraŋga, ikasaʋa necinhu mukati.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Akaisa matanda mukati mezvindori zvaiva panhivi dzeatari, kuti itakurwe nawo; akaiita namapuranga, ikasava nechinhu mukati.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Akapfekera mapango iwayo mumaringi apamativi maviri eatari okuwana matakuriro. Akaigadzira namapuranga iine zimhango risina chinhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Vakapinza mapango mukati memhete kuitira kuti agova pamativi earitari, kuti vaitakure nawo. Vakaiita namapuranga, isina chinhu mukati.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 38:7

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios