Eksodo 38:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Akagadzirawo maringi mana endarira akaaisa pamakona mana esefa iyoyo yendarira mokupfekera mapango okutakurisa atari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Akaitira makona manna ecakarukwa cendarira ɀindori ɀinna paiʋa pokutakura napo namatanda. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Akaitira makona mana echakarukwa chendarira zvindori zvina paiva pokutakura napo namatanda. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Akagadzirawo maringi mana endarira akaaisa pamakona mana esefa iyoyo yendarira mokupfekera mapango okutakurisa atari. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vakaumba mhete dzendarira kuti dzibate mapango amakona mana echiparo chendarira. Ver Capítulo |