La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 38:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Kumusuo wayo, kumabvazuva kwaiva neane mamita makumi maviri ana mamita maviri.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Kurutiʋi rwamabvazuʋa kunotarira kumabvazuʋa kwaiʋa namakubiti makumi mashanu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Kurutivi rwamabvazuva kunotarira kumabvazuva kwaiva namakubhiti makumi mashanu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Kumusuo wayo, kumabvazuva kwaiva neane mamita makumi maviri ana mamita maviri.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Kumucheto wokumabvazuva, wakananga kunobuda nezuva, kwaivawo noupamhi hwamakubhiti makumi mashanu.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 38:13

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios