La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 37:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Akagadzira marambi manomwe okuisa pachigadzikiro ichi, nezvigero zvokuchekesa tambo dzamarambi netireyi dzendarama chaiyo yakanakisisa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Akaita mŋenje yaco minomŋe, nembato dzaco, nendiro dzaco, ɀose nendarama yakaiȿo‐naka.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Akaita mwenje yacho minomwe, nembato dzacho, nendiro dzacho, zvose nendarama yakaisvonaka.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Akagadzira marambi manomwe okuisa pachigadzikiro ichi, nezvigero zvokuchekesa tambo dzamarambi netireyi dzendarama chaiyo yakanakisisa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Vakaita mwenje yacho minomwe, pamwe chete nembato dzacho uye nendiro dzacho, dzegoridhe rakaisvonaka.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 37:23

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios