La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 37:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Chaiva namapazi matanhatu aibva pachiri, chaiti uku matatu, uku matatu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 kumatiʋi aco kukaɓuɗa mataʋi matanhatu, mataʋi matatu ecigadziko kunorumŋe rutiʋi rwaco, namataʋi matatu ecigadziko kunorumŋe rutiʋi rwaco.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

18 kumativi acho kukabuda matavi matanhatu, matavi matatu echigadziko kuno rumwe rutivi rwacho, namatavi matatu echigadziko kuno rumwe rutivi rwacho.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Chaiva namapazi matanhatu aibva pachiri, chaiti uku matatu, uku matatu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Mapazi matanhatu akaiswa kubva kumativi echigadziko chomwenje, matatu kurutivi rumwe chete uye mamwe matatu kuno rumwe rutivi.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 37:18

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios