Eksodo 34:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Tenzi akazopfuura napaiva naMosesi akadetemba zita rake achiti: “Yahweh, Yahweh Mwari ane tsitsi, ane mwoyo wakanaka, ane mwoyo murefu, azere nomwoyochena wakawanda wakavimbika, azere kutendeseka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Jehova akapfuʋura pamberi pake, akaɗanidzira, aciti: Jehova, Jehova, Mŋari uzere nyasha neŋgoni, unononoka kutsamŋa, unetsitsi huru neɀokwaɗi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Jehovha akapfuura pamberi pake, akadanidzira, achiti, “Jehovha, Jehovha, Mwari azere nyasha nengoni, anononoka kutsamwa, ane tsitsi huru nezvokwadi, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Tenzi akazopfuura napaiva naMosesi akadetemba zita rake achiti: “Yahweh, Yahweh Mwari ane tsitsi, ane mwoyo wakanaka, ane mwoyo murefu, azere nomwoyochena wakawanda wakavimbika, azere kutendeseka. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Uye akapfuura napamberi paMozisi, achizivisa achiti, “Jehovha, Jehovha, Mwari ane tsitsi nenyasha, anononoka kutsamwa, azere norudo uye akatendeka, Ver Capítulo |