Eksodo 34:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 “Unofanira kuchengeta mazuva makuru echingwa chisina mbiriso. Mumwedzi waAbhibhi unofanira kudya chingwa chisina mbiriso kwamazuva manomwe sokukuudza kwandakaita nokuti imi makabuda muIjipiti mumwedzi waAbhibhi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Uite mutambo weɀiŋgwa ɀisina‐kuʋiriswa. Unofanira kudya ɀiŋgwa ɀisina‐kuʋiriswa mazuʋa manomŋe, seɀandakakuraira neŋguʋa yakatarwa pamŋedzi weAbibi, nokuti wakaɓuɗa paEgipita pamŋedzi weAbibi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Uite mutambo wezvingwa zvisina kuviriswa. Unofanira kudya zvingwa zvisina kuviriswa mazuva manomwe, sezvandakakuraira nenguva yakatarwa pamwedzi weAbhibhi, nokuti wakabuda paIjipiti pamwedzi weAbhibhi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Unofanira kuchengeta mazuva makuru echingwa chisina mbiriso. Mumwedzi waAbhibhi unofanira kudya chingwa chisina mbiriso kwamazuva manomwe sokukuudza kwandakaita nokuti imi makabuda muIjipiti mumwedzi waAbhibhi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 “Mupemberere Mutambo weZvingwa Zvisina Mbiriso. Mudye chingwa chisina mbiriso kwamazuva manomwe, sezvandakurayirai. Muite izvi panguva yakatarwa mumwedzi waAbhibhi, nokuti mumwedzi iwoyo makabuda muIjipiti. Ver Capítulo |