La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 33:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Mwari akapindura achiti, “Ndichaenda ndichiratidza kuti ndinemi, ndigokupai rugare.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Jehoʋa akati: Ini ndimene ndicaenda newe, ndikupe zororo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Jehovha akati, “Ini ndimene ndichaenda newe, ndikupe zororo.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Mwari akapindura achiti, “Ndichaenda ndichiratidza kuti ndinemi, ndigokupai rugare.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Jehovha akapindura akati, “Kuvapo kwangu kuchaenda newe, uye ndichakupa zororo.”

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 33:14

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios