Eksodo 3:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona14 Mwari akapindura Mosesi achiti, “Ndiri iye wandiri. Unofanira kutaurira vaIsiraeri kuti, ndiri ndiye andituma kwamuri.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Mŋari akati kunaMosesi: NDICAƲA IYE WANDICAƲA. Akati: Undoti kuʋana ʋaIsraeri: NDICAƲA ndiye wakandituma kwamuri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Mwari akati kuna Mosesi, “NDICHAVA IYE WANDICHAVA.” Akati, “Unoti kuvana vaIsiraeri, ‘NDICHAVA ndiye akandituma kwamuri.’ ” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mwari akapindura Mosesi achiti, “Ndiri iye wandiri. Unofanira kutaurira vaIsiraeri kuti, ndiri ndiye andituma kwamuri.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Mwari akati kuna Mozisi, “Ndiri Wandiri. Izvi ndizvo zvaunofanira kutaura kuvaIsraeri: ‘Ndiri’ andituma kwamuri.” Ver Capítulo |